KwaunobvaDuramazwiOonekera

Duramazwi

onekera

Zvinoreva

Kana chinhu chichionekera chinenge chichitaridzika zvakanaka pamamiriro acho.

1

Kana chinhu chichionekera chinenge chichitaridzika zvakanaka pamamiriro acho.

Taivezve tajaira kumusha kusina magetsi kwekuti waingoti ukaona kwakuonekera wobva waziva kuti kwayedza.

Chienda mumba undonyatsopfekawo zvinoonekera.

Kana chinhu chakaita mukwasva chinenge chakarebunuka chisina upamhi hunoonekera.

Mamwe mazwi ane O

O

Duramazwi

01 / 03

onera

Kana munhu akati undomuonera mumwe munhu anenge achireva kuti unomuudza kuti anga achisimbiswa naye.

Verenga

Swipe for the next word