Duramazwi
onererwa
-fesherwa
Duramazwi
Kuonererwa kufarisa kunoita munhu paruzhinji achida kuti vanhu vose vaone zvaanazvo kana kuti zvaanoti anogona.
Kuonererwa kufarisa kunoita munhu paruzhinji achida kuti vanhu vose vaone zvaanazvo kana kuti zvaanoti anogona.
Akati Kana mai vakave muroyi nevana varoyawo ndiani?, anoda kuonererwa Lennon.
Amai vakacheka mwana neziso pavakaona kuti ainge ava kuita manyemwe achionererwa navaenzi.
Mudzuta chipimo chourimbo chinenge chakamonererwa parutanda rwokuteyesa shiri.
-fesherwa
Duramazwi
01 / 03onesa
Kuratidza.
VerengaSwipe for the next word