KwaunobvaDuramazwiOonerera

Duramazwi

onerera

Zvinoreva

Kana munhu achionerera anenge achiona zvinhu zvisingabvumidzwi kuoneka.

1

Kana munhu achionerera anenge achiona zvinhu zvisingabvumidzwi kuoneka.

Zvinonzi kana uri mukadzi ukaonerera murume, unoita chimhezi paziso chinonzi shohwera.

Tadiwa akaonerera arimo imomo maitwa noise mumwe nemumwe achiita mupengero wake.

2

Kana munhu achionerera anenge achiona zvinhu zvisingawanzoitika, zvingamufadze kana kumusuwisa.

Musi wemakwikwi enhabvu, takaonerera chikwata chedu chichishura mare.

Mamwe mazwi ane O

O

Duramazwi

01 / 03

onererwa

Kuonererwa kufarisa kunoita munhu paruzhinji achida kuti vanhu vose vaone zvaanazvo kana kuti zvaanoti anogona.

Verenga

Swipe for the next word