KwaunobvaDuramazwiWwokera

Duramazwi

wokera

Zvinoreva

Kuwokera kuona chinhu chinenge chichiitika, kazhinji chinonakidza.

1

Kuwokera kuona chinhu chinenge chichiitika, kazhinji chinonakidza.

Ndamusiya achiwokera bhora paterevhizeni.

Vatambi vakazokunda nokuda kwechisusukidzo kubva kuvanhu vaiwokera nhabvu.

Mamwe mazwi ane W

W

Duramazwi

01 / 03

wombonora

Kana muroyi achiwombonora uroyi anenge achibvisa mushonga waanga ashandisa kuti munhu arware.

Verenga

Swipe for the next word