KwaunobvaDuramazwiWwachi

Duramazwi · zita

wachi

watch · clock

karingazuvachiringazuvachikati

Zvinoreva

Wachi kamudziyo kanopfekwa muruoko kana kuiswa pamadziro kanotaridza kuti nguva dzava papi.

1

Wachi kamudziyo kanopfekwa muruoko kana kuiswa pamadziro kanotaridza kuti nguva dzava papi.

Kana wachi yakarasa inenge isingataridze nguva chaiyo, iri mumashure kana kuti iri mberi.

Wachi kamudziyo kanopfekwa muruoko kana kuiswa pamadziro kanotaridza kuti nguva dzava papi.

Aka kasimbi katete kanowanikwa mumawachi kwemunhu mutete, kana kwemhuka yakaonda.

Zvakafanana

karingazuva · chiringazuva · chikati

Mamwe mazwi ane W

W

Swipe for the next word