KwaunobvaDuramazwiWwacharika

Duramazwi

wacharika

Zvinoreva

Kuwacharika kufamba kwemunhu anenge aine zvinhu zvinorira.

1

Kuwacharika kufamba kwemunhu anenge aine zvinhu zvinorira.

Kukwacharika kuita ruzha kunoita zvinhu zvakawanda zvawisirwa panhu pamwe chete.

Kuwacharika kurira kwetunhu tudiki tunenge tuchigamhina twakawanda.

Kana midziyo yakangogwacharika inenge yakarasika-rasika pese pese.

2

Kuwacharika kurira kwetunhu tudiki tunenge tuchigamhina twakawanda.

Mamwe mazwi ane W

W

Swipe for the next word