Duramazwi
Zvinoreva
Kana munhu achiwacha hembe anenge achishandisa sipo nemvura achidzikwiza kuti dzibve tsvina.
Kana ukawacha munhu nembama unenge wamurova chaizvo kumeso.
Kana munhu achiwacha hembe anenge achishandisa sipo nemvura achidzikwiza kuti dzibve tsvina.
Takadya tikapedza vachibva vatondirambidza kusuka hanzi wacha uniform yako chete uende unozorora ndichacleaner.
Tanaka ngoma ndiyo ndiyo makumbo angaaine mamhororodzi ehembe dzake dzaanga awacha.
Ndakasvika kusnake room kwangu ndichibva ndachinja ndokubuda neuniform yangu ndakunowacha.
Kana ukawacha munhu nembama unenge wamurova chaizvo kumeso.
Ndakasvika kusnake room kwangu ndichibva ndachinja ndokubuda neuniform yangu ndakunowacha.
Ndakamuchinja ndokupedza ndichibva ndazobuda hangu ndakunoita zvekuwacha madziro zvaive zvataurwa.
Mumba murikuda kucleanwa plus madziro anoda kukweshiwa aya nhasi chaiye then after that wowacha mahwindo.
Mamwe mazwi ane W
WDuramazwi
01 / 03wacharika
Kuwacharika kufamba kwemunhu anenge aine zvinhu zvinorira.
VerengaSwipe for the next word