KwaunobvaDuramazwiCchapa

Duramazwi · zita

chapa

fende

Zvinoreva

Chapa munhu asingagoni kuzvishambidza muviri wake uye asina hanya dzekuchenesa paanogara.

Kukupira mvura nemaoko.

1

Vakafunga kuti ndiTadiwa nekuti Tanaka bodo nehuchapa hwake haaimbogeza nguva dzakadaro.

Aive ati achapa ini ndigokusvitsa but zvatotadza nekuda kweruoko.

2

Kukupira mvura nemaoko.

Chapa munhu asingagoni kuzvishambidza muviri wake uye asina hanya dzekuchenesa paanogara.

Vakafunga kuti ndiTadiwa nekuti Tanaka bodo nehuchapa hwake haaimbogeza nguva dzakadaro.

3

Kuchapa kugeza uchizviku shira mvura pamuviri nemaoko.

Kana tiri kumaruwa tinochapa miviri kurwizi tabva kumunda.

4

Kuchapa kubvisa tsvina panhumbi uchisha- ndisa mvura nesipo.

5

Kuchapa kushambira mumvura munhu achisha- ndisa maoko chete uye zvisina ruzha.

Zvakafanana

fende

Mamwe mazwi ane C

C

Swipe for the next word