KwaunobvaDuramazwiCchanzi

Duramazwi · zita

chanzi

chance

Zvinoreva

Chanzi mukana wokuita chimwe chinhu unenge usiri nyore kuwana.

1

Chanzi mukana wokuita chimwe chinhu unenge usiri nyore kuwana.

Ndakatoti ndawana chanzi yokuenderera mberi nechikoro pandakawana aindibhadharira mari mushure mokunge baba vangu vashaya.

Chanzi imhanza kana rombo rakanaka rinowira munhu kashoma muupenyu.

2

Chanzi imhanza kana rombo rakanaka rinowira munhu kashoma muupenyu.

Ukawana chanzi yokuita mari unenge wava mambo pasi pano.

Zvakafanana

mukana

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chaoo

Chaoo inhengo yomusoro iri panoperera rushaya uye pari pazasi penzeve.

Verenga

Swipe for the next word