Duramazwi · zita
mukana
advantage · aisle · cana · gap · opening · opportunist · room · chance · opportunity · possibility
Duramazwi · zita
advantage · aisle · cana · gap · opening · opportunist · room · chance · opportunity · possibility
Mukana inzira inopfuura nepakati pemakomo.
Mukana inzira inopfuura nepakati pemakomo.
Iye zvino vainge voda kuti kudoke vakasire vawana mukana wekutaura naTadiwa.
Mukana wainge watopfuura kare nekuti Tanaka aizonyengerereka sei pamberi pababa vake.
Vanoti bamkuru vaivabata pese pavanenge vawanira mukana kusvika mama vazobata pamuviri.
Mukana inguva yokuita kana kuwana zvaunoda kana kuti zvaunoshuva asi zvawanga uchikundikana.
Duramazwi
01 / 03mukanda
Mukanda chuma chinosungwa nevanhukadzi muchiuno.
VerengaSwipe for the next word