Duramazwi · zita
Zvinoreva
Hanu inzvimbo inosara pakati pezvinhu zviviri zvakagarisana.
1

Hanu inyama yerunda iri kuseri kana kumashure kweibvi.
2

Mamwe mazwi ane H
HDuramazwi
01 / 03hanwa
Hanwa kanzvimbo kari pakati pezvinhu zviviri.
VerengaSwipe for the next word