Duramazwi · zita
hanya
concern · concerned · indifferent · neglectfully · uncaring · unconcerned · ignore

Hanya imhando yegwenzi rine hwema hwunonhuhwirira.

Vairatidza kuti havana kana hanya maiguru nekuti chero kuchema chaiko vaive vasiri kutombochema zvachose.
Hanya nani chidoma chekwaChivi.
Naizvozvo vakuru vedu havachina hanya nekuraira mwana weumwe wavanoona achirasa tsika.

hany'a
Duramazwi
01 / 03hanyanisi
onion
VerengaSwipe for the next word