Duramazwi
hanyanisi
onion
Duramazwi
onion
Hanyanisi chirimwa chakarerekera kune zvemiriwo, chine mudzi wakabunda. chinorungiswa muriwo, uye chinoti vavirei nokutosvora maziso kana chichichekererwa.
Hanyanisi chirimwa chakarerekera kune zvemiriwo, chine mudzi wakabunda. chinorungiswa muriwo, uye chinoti vavirei nokutosvora maziso kana chichichekererwa.
Bindu inzvimbo inorimwa zvakaita semuriwo, hanyanisi, mapuno kana maruva.
Hwenya kabundo kanenge hanyanisi, kanodyiwa navanhu nenguruve, uye kane maruva anonhuhwirira.
Gariki chirimwa chakaita sehanyanisi, chinorungiswa muriwo kana kudyiwa chakadaro.
onveni
Duramazwi
01 / 03hanyn'a
VerengaSwipe for the next word