KwaunobvaDuramazwiOonyeni

Duramazwi · zita

onyeni

Zvinoreva

Hanyanisi.

1

Hanyanisi.

Hadiyo chirimwa chakafanana neonyeni chinoiswa muchikafu kuti chinhuhwirire.

Mamwe mazwi ane O

O

Duramazwi

01 / 03

onyoka

Kana munhu achionyoka anenge achitaura zvinonyadzisa pane vanyarikani. Kana adhakwa anoonyoka zvokuti anogona kutaura zvinoitika pamurume nemukadzi mubhedhurumu.

Verenga

Swipe for the next word