Duramazwi03 / 03onyokaKana munhu achionyoka anenge achitaura zvinonyadzisa pane vanyarikani. Kana adhakwa anoonyoka zvokuti anogona kutaura zvinoitika pamurume nemukadzi mubhedhurumu.Verenga→