Duramazwi
tarisisa
monitor
Duramazwi
monitor
Kana munhu akakutarisisa anenge aramba akaisa maziso ake pauri.
Kana munhu akakutarisisa anenge aramba akaisa maziso ake pauri.
Tanaka akangotarisisa mari iya hake kwave kuona kuti yainge yakawandisa zvisingaite.
Bacaren ndovakatozoona aripamberi kutarisisa uku akanyemwerera zismile raidairira kugotsi.
Tadiwa akavatarisisa chiso chavo ichishaya kuziva kuti vainge vamutambira here kana kuti......?
Kana munhu akatarisisa mumwe munhu kana chimwe chinhu anenge achicherechedza kwenguva refu achida kuziva maitire kana mashandiro acho.
Duramazwi
01 / 03tasa
Kuti tasa kururama kwedanda kana chimwewo chinhu. Tambo dzemagetsi dzinenge dzakati tasa.
VerengaSwipe for the next word