Duramazwi
Zvinoreva
Kana vanhu vachinzi vakatarisana vanenge vakanangidzana usu hwavo.
1
Kana vanhu vachinzi vakatarisana vanenge vakanangidzana usu hwavo.
Akanga atarisana nomwena weninga yakanga yataurwa nababa vake.
Tadiwa akasviko gara pasofa raiva rakatarisana neraBatakue.
Vakatanga kufunga kuti ko vaizotarisana sei naamai mhofu.
2
Kana vanhu vachinzi vangotarisana zvinoreva kuti vapererwa namazano mushure mekuvhiringidzwa nechimwe chinhu.
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03tarisika
Kana chinhu chichitarisika chinenge chiine kakuyevedza mumaziso.
VerengaSwipe for the next word