KwaunobvaDuramazwiNnangana

Duramazwi

nangana

Zvinoreva

Kutarisana.

1

Kutarisana.

Pafesibhuku munhu anoita zvekutsvaga shamwari dzaanoda kutamba nadzo, anogonawo kusarudza kuti haadi kutamba nangana.

Kana chinhu chichinzi chawanikwa nangana ndiye anenge atanga kuchiona.

Zvisinei hazvo vakazongozviudza kuti rega ndisiyane nezvisina kunangana neni.

2

Kana nzvimbo mbiri dzakanangana dzinenge dziri pedo napedo kana kuti dzakatarisana.

3

Kudondana.

4

Kana musangano wakanangana neimwe nyaya ndiyo inenge ichizotaurwa nezvayo.

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nangananga [nan'anan'a]

Kuti nangananga nechinhu kusada kuchisiya, uchiramba uchifunga kuti maonere aunoita zvinhu ndiwo chete akanaka.

Verenga

Swipe for the next word