KwaunobvaDuramazwiNnane

Duramazwi

nane

tolerable · better

1

Bhenzi iri nane pane Toyota nekuti yakasimba.

Patsika, Fungai ari nane pana Sekai.

Kana munhu achikutarisira pasi anenge achikumhura achifunga kuti iye ari nane kupinda iwe.

Zvine chekuita

nani

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nanga

Kunongedza kana kuendera chinhu.

Verenga

Swipe for the next word