Duramazwi01 / 03nani [nane]Kuva nani kwechinhu kureva kuti chinenge chichitaridzika zvakanaka kupfuura chimwe.Verenga→
Duramazwi02 / 03nanisiraKuzvinanisira kuzvida kana kushamisira pane vanhu, kunyanya nemafambiro aunenge uchiita.Verenga→
Duramazwi03 / 03nanuKuti nanu kubvisa hembe pawaya, kana chimwewo chinhu pachinenge chakayanikwa.Verenga→