Duramazwi
Zvinoreva
Nanhasi izwi rinoshandiswa kutaridza kusawirirana nokunonoka kunenge kwaita munhu achingoita chinhu chimwe chete.
1
Nanhasi izwi rinoshandiswa kutaridza kusawirirana nokunonoka kunenge kwaita munhu achingoita chinhu chimwe chete.
Chinguri wakapedza chikoro, nanhasi hausati wava kusevenza?
Tsika iyi nanhasi ichiri kuitika uye tinotarisira kuti iwe unoitawo sokudaro kana uchimhoresa vakuru.
Ndakabvira gore rapera ndichimunyenga asi nanhasi achiri kungondiramba.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03nani
betterment
VerengaSwipe for the next word