Duramazwi
Zvinoreva
Uku kutaura kuti zvimwe zvinhu zvava nenguva refu zvichiitika, kusvika pazviri kutaurwa nezvazvo.
Uku kushamisika kungaitwa nomunhu pamusoro pezvinenge zvatora nguva yakareba zvichiitwa.

Handisati ndaroora mukadzi nazvino.
Nazvino vachingomuchengeta zvakawoma kudaro, asi iye aito funga kuti mabiological parents ake ndi Baba naamai vaTanaka.

Uchiri kungosakura pachuru nazvino?
Nazvino vachingomuchengeta zvakawoma kudaro, asi iye aito funga kuti mabiological parents ake ndi Baba naamai vaTanaka.
Handisati ndaroora mukadzi nazvino.
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03nda
infiltrate
VerengaSwipe for the next word