Duramazwi
Zvinoreva
Kana mvura ichinaya inenge ichidonha kubva mudenga.
Kunaya kwemunhu kunzwa zvakanaka zvakare mushure mokunge amborwara.
Kana mvura ichinaya inenge ichidonha kubva mudenga.
Kurumidzai kuvaka matanga mvura isati yanaya.
Akanoraramo mumasora apa kwakabva kwanaya achitonhorwa arimo imomo.
Vakazopedza nyaya dzavo kwave kuda kunaya ndokubva vamhanya mumba apo Mai Mhofu vainge vachiri kutandara mumba mavo.
Kunaya kwemunhu kunzwa zvakanaka zvakare mushure mokunge amborwara.
Vakazopedza nyaya dzavo kwave kuda kunaya ndokubva vamhanya mumba apo Mai Mhofu vainge vachiri kutandara mumba mavo.
Rwomuranda rwakoneswa norwashe, rwashe rwakoneswa nemvura kunaya.
Gore rino mvura yakakurumidza kunaya chaizvo, kutanga muna Gumiguru chaimo.
Zvakafanana
-na · -pora · pona
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03nazva
VerengaSwipe for the next word