KwaunobvaDuramazwiNnava nava

Zvinoreva

Kuti nava nava kunyorova zvakanyanya sezvinoita munhu anenge anayiwa nemvura.

1

Kuti nava nava kunyorova zvakanyanya sezvinoita munhu anenge anayiwa nemvura.

Kuti nava nava kunyorova zvakanyanya sezvinoita munhu anenge anayiwa nemvura.

Kuti nava nava kungoneta-neta kwemunhu ane nyaya inenge ichida kuongororwa, kana munhu ane zvaanenge akapara.

Zvakafanana

tapa tapa

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

navaira

Kunavaira kufamba zvishoma zvishoma wakaneta, semunhu anorwara.

Verenga

Swipe for the next word