KwaunobvaDuramazwiNnatso-

Duramazwi

natso-

-nyatso-

Zvinoreva

Ichi chivakapakati chinoshandiswa kuratidza kuti munhu ari kuita basa nomwoyo wose, asingakanganisi-kanganisi.

1

Ichi chivakapakati chinoshandiswa kuratidza kuti munhu ari kuita basa nomwoyo wose, asingakanganisi-kanganisi.

Dhiraivha uyu anonatsofambisa bhazi zvinodadisa.

Vamhofu vakasara vakanatso kwazisana nemwana wavo Tanaka.

Akanatso taimira kuti bhudhi vake vadzokere kugweru kucoarse ipapa ndopaainge oronga kutanga tsoro dzake.

Zvakafanana

-nyatso-

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

natsurudza

Kana uchinatsurudza chinhu, unenge uchinyatsochigadzira kuti pashaye kana chimwe chete chakaipa pachiri.

Verenga

Swipe for the next word