Duramazwi · zita
Zvinoreva
Uku kuita chimwe chinhu chaizvo, kusvika kwekupedzisira. Pamuchato vanhu vakanga vakachena zvemandiriri.
1

Mubhuku iri makanyorwa ChiShona chamandiriri.
Uku kuita chimwe chinhu chaizvo, kusvika kwekupedzisira. Pamuchato vanhu vakanga vakachena zvemandiriri.
Zvine chekuita
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mando
Mando chinhu chokupedzisira chokuti kana munhu akakupa iye anosara asisina.
VerengaSwipe for the next word