Duramazwi · zita
mandionerepi
bhusvumani la
Duramazwi · zita
Uyu munhu mupfupi chaizvo.
Uyu munhu mupfupi chaizvo.
Vanamandionerepi ndivo nhenderekwa.
Urwu rudzi rwevanhu vapfupipfupi, vano utsvuku hwakanyanyisa nevhudzi rakaita zvitsote.
bhusvumani la
Duramazwi
01 / 03mandiriri
Uku kuita chimwe chinhu chaizvo, kusvika kwekupedzisira. Pamuchato vanhu vakanga vakachena zvemandiriri.
VerengaSwipe for the next word