KwaunobvaDuramazwiMmandikurumidze

Zvinoreva

Uku kuita zvinhu uchikasira asi usingaiti nemazvo, zvinozokonzera kuti u-dzokorore zvaunenge wamboita.

1

Uku kuita zvinhu uchikasira asi usingaiti nemazvo, zvinozokonzera kuti u-dzokorore zvaunenge wamboita.

Mandikurumidze akazvara mandinonoke.

Zvakasiyana

mandinonoke

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mandimire

Mandimire kuramba munhu achishingirira kuita chinhu chimwe chete asi pasina chiri kufambira mberi.

Verenga

Swipe for the next word