Duramazwi · zita
Zvinoreva
Rayiro pamutemo.
1
Rayiro pamutemo.
Mandeti irayiro inopiwa munhu iri pamutemo, inotofanira kuti itevedzwe.
Mandeti irayiro inopiwa kukambani inoita zvekutengesa.
2
Mandeti irayiro inopiwa munhu iri pamutemo, inotofanira kuti itevedzwe.
3
Mandeti irayiro inopiwa kukambani inoita zvekutengesa.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mandikurumidze
Uku kuita zvinhu uchikasira asi usingaiti nemazvo, zvinozokonzera kuti u-dzokorore zvaunenge wamboita.
VerengaSwipe for the next word