KwaunobvaDuramazwiCchimbichimbi

Duramazwi

chimbichimbi

emergency · abrupt

chopuchopuchimeshameshachimbi

Zvinoreva

Kana munhu achiita chimbichimbi pabasa anenge achiriita nokukurumidza.

1

Kana munhu achiita chimbichimbi pabasa anenge achiriita nokukurumidza.

Kuti kwashu kudambuka chimbichimbi kwetambo kana gavi kuita zvipande zviviri.

Hwanyanza ndepokurara panenge pangogadzirwa chimbichimbi, pasina kunaka.

Kana munhu achiita chimbichimbi pabasa anenge achiriita nokukurumidza.

Zvakafanana

chopuchopu · chimeshamesha · chimbi

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chimbidza

Kuchimbidza kukurumidza kuita zvinhu.

Verenga

Swipe for the next word