Duramazwi · zita
Zvinoreva
Chimbavira rudzi rwehohwa husina kunyanyokura kana kudukupa, hune ruvara rwakada kuita rweshora, uye hunodyiwa.
1

Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chimbekeya
Chimbekeya izita rinoshandiswa kureva munhu akafuta chaizvo, anenge ari mupfupi uye akaipa pachiso.
VerengaSwipe for the next word