KwaunobvaDuramazwiCchimbambaira

Duramazwi · zita

chimbambaira

Zvinoreva

Urwu rudzi rwebhambo rinoteyiwa richiita zvokufushirwa muvhu, kuitira kuti rigodhuuka kana muvengi aritsika.

1

Urwu rudzi rwebhambo rinoteyiwa richiita zvokufushirwa muvhu, kuitira kuti rigodhuuka kana muvengi aritsika.

Dhumbe chirimwa chakaita chimbambaira, chinorimwa mumatoro, uye chine mukati mune ruvara rwakaita rupfumbu.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chimbavira

Chimbavira rudzi rwehohwa husina kunyanyokura kana kudukupa, hune ruvara rwakada kuita rweshora, uye hunodyiwa.

Verenga

Swipe for the next word