KwaunobvaDuramazwiCchiManyika

Duramazwi · zita

chiManyika

Zvinoreva

ChiManyika ibazi romutauro weChiShona rinotaurwa nevanhu vakawandira kunzvimbo dziri nechokumabvazuva kwenyika ino.

1

Iri izwi rinowanzoshandiswa kana vanhurume vechiManyika vachimhoresana.

ChiUngwe chikamu chebazi reChiManyika chinotaurwa munharaunda yekwaMakoni, pedyo neRusape.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chimaringa

Chimaringa chigadzirwa chekutyisidzira nacho vana, chinopfekwa kumeso.

Verenga

Swipe for the next word