KwaunobvaDuramazwiCchimanimani

Duramazwi · zita

chimanimani

gorge

chimanamumanimani

Zvinoreva

Iyi inzvimbo yakaita kunge ninga, yekuti vanhu vanofamba nepairi vari mudungwe vachiteverana vari mumwe mumwe.

1

Iyi inzvimbo yakaita kunge ninga, yekuti vanhu vanofamba nepairi vari mudungwe vachiteverana vari mumwe mumwe.

Zvakafanana

chimana · mumanimani

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chimanjemanje

Iri izwi rinoshandiswa kureva mazwi kana ndevo dzichangopinda mumutauro weChiShona. Kuti "hesi" izwi rechimanjemanje rinoreva "mhoro".

Verenga

Swipe for the next word