Duramazwi · zita
Zvinoreva
Chimano chipanera kana mumwewo mudziyo unoshandiswa kudzvanya simbi pakugadzira zvinhu.
1

Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chiManyika
ChiManyika ibazi romutauro weChiShona rinotaurwa nevanhu vakawandira kunzvimbo dziri nechokumabvazuva kwenyika ino.
VerengaSwipe for the next word