KwaunobvaDuramazwiMmutevedzeri

Duramazwi · zita

mutevedzeri

Vice · deputy

Zvinoreva

Mutevedzeri mwana waamai vako akazvarwa kumashure kwako.

1

Mutevedzeri mwana waamai vako akazvarwa kumashure kwako.

Mucheri wegurwe mutevedzeri, mudimbidziri anorasa mwena.

Ndokupi kwakamboshanda Zivisai ari mutevedzeri wemukuru wemabasa uye ari mukuru wemabasa?

Kana munhu ari mutevedzeri wemutungamiriri ndiye anenge achisanotungamirira kana mutungamiriri asipo.

2

Kana munhu ari mutevedzeri wemutungamiriri ndiye anenge achisanotungamirira kana mutungamiriri asipo.

Zvakafanana

nhevedzi

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mutevera

Mutevera mucheka murefu unomonerwa nevarume unosvika mumabvi.

Verenga

Swipe for the next word