Duramazwi · zita
Zvinoreva
Mutevera mucheka murefu unomonerwa nevarume unosvika mumabvi.
Mutevera chibage kana zvimwewo zvirimwa zvinorimwa mwaka wokurima wava pedo nokupera.

Kana wakadunga munhu, zvikuru pamakwikwi, unenge uchi-mutevera uri pedo naye zvakanyanya.
Mutevera mucheka murefu unomonerwa nevarume unosvika mumabvi.
Mutevera chibage kana zvimwewo zvirimwa zvinorimwa mwaka wokurima wava pedo nokupera.
Mutevera chibage kana zvimwewo zvirimwa zvinorimwa mwaka wokurima wava pedo nokupera.
Mutevera mucheka murefu unomonerwa nevarume unosvika mumabvi.
Akamutevera akavanda, ndokumirira Tsuro abude.
Zvakafanana
mukofo · munyoso
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03muteveri
follower
VerengaSwipe for the next word