KwaunobvaDuramazwiMmutetenerwa

Duramazwi · zita

mutetenerwa

Zvinoreva

Idzi inzungu dzakakangwa dzikaiswa munyu dzinodyiwa dzakadaro, kana dzinodyiswa sadza panzvimbo pemuriwo.

1

Idzi inzungu dzakakangwa dzikaiswa munyu dzinodyiwa dzakadaro, kana dzinodyiswa sadza panzvimbo pemuriwo.

Ndinokorerevo tsimba yemutetenerwa.

Zvakafanana

mutete

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word