Duramazwi01 / 03mutewaMutewa muti une mashizha ane unye huchena pazasi pawo, unoita muchero unotsvukuruka kana waibva.Verenga→
Duramazwi03 / 03muteyoMuteyo mushonga unoshandiswa pakutsvaga muroyi pakati pevanhu vakawanda.Verenga→