Duramazwi · zita
Zvinoreva
Muteyo mushonga unoshandiswa pakutsvaga muroyi pakati pevanhu vakawanda.
Muteyo muti unoita denga rakatenderera, unoita maruva epingi muna Zvita uye une hunde kana mapazi anoshandiswa pakuveza zvipunu nemimwewo midziyo.

Danana muteyo unogadzirwa netumiti, unoshandiswa kubata hove huru munzizi.

Muteyo mudziyo wekubatisa shiri kana mhuka.

Zvakafanana
machihundu · goma remwabvi · kombegwa la · mubakatirwa · mukoko · mukombigo
Zvine chekuita
-teya · nheyo
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mutezo
paralytic
VerengaSwipe for the next word