Duramazwi · zita
Zvinoreva
Chiteyo iwaya kana tambo ine chishwe, inoshandiswa kubata mhuka dzomusango. Mutemo wenyika unorambidza vanhu kubata mhuka nechiteyo.
1

Chiteyo ndechinogadzirwa newaya chekubatisa shiri, chinoiswa tambo refu inodhonzwa kana shiri yapinda pasi pacho.

2

Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chiteza
Chiteza rudzi rwehuku isina besu.
VerengaSwipe for the next word