Duramazwi · zita
Zvinoreva
Iyi itsika yokungoti ukaona chaitwa nemumwe iwe wotochiitawo.
1
Iyi itsika yokungoti ukaona chaitwa nemumwe iwe wotochiitawo.
Iri ibhuku rinowanikwa mazita enzvimbo neevanhu, maadhiresi avo nenhamba dzenhare dzavo, zvinhu izvi zvakanyorwa pachitevedzerwa arufabheti.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chiteyiwa
Chiteyiwa ndechose chinopinda muziso, chokonzera kuti ziso rirwadze, rivave kana kuti ribude misodzi.
VerengaSwipe for the next word