Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kufambisa kuenda mberi.
Chaira kuva netsika yokutevedzera zvinenge zvaitwa nevamwe.
Kufambisa kuenda mberi.
Chaira kuva netsika yokutevedzera zvinenge zvaitwa nevamwe.
Uyu murume wekuchaira akadhakwa ndiye wekurenga tsaona iyi.
Kutuchaira kungofamba zvisina chinangwa. _Ndamuona achingotuchaira muguta_.
Kana munhu achichaira motokari anenge achiifambisa.
Kuchaira kutsvutsvudzira mombe kana mbongoro kuti dzifambise kana dzakabopwa. Kana ndichichaira mombe ndinoridza mheterwa kuti dzifambise.
Kuchaira kubva pane imwe nzvimbo yedziva kuenda pane imwe usina kutsika pasi asi uchishandisa maoko nemakumbo kukwasva mvura. Ukanyura mumvura usingagoni kuchaira unofiramo.
Chaira kuva netsika yokutevedzera zvinenge zvaitwa nevamwe.
Chaira kuva netsika yokutevedzera zvinenge zvaitwa nevamwe.
Kutuchaira kungofamba zvisina chinangwa. _Ndamuona achingotuchaira muguta_.
Kukarara kudanidzira kunoita munhu, zvikuru pakuchaira mombe dzichiri ma.
Zvakafanana
-tekenya · -dhiraivha · -shambira · chitevedzerwa
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chaisa
Kuchairisa.
VerengaSwipe for the next word