KwaunobvaDuramazwiSsambira

Duramazwi

sambira

Zvinoreva

Kushambira mumvura.

1

Kushambira mumvura.

Kana munhu achidhaivha pakusambira, anenge achisvetukira mudenga, ozopinda mumvura nemusoro.

Mutupiri munhu anoita basa rekusambira pasi pemvura achinyukura vanhu kana zvinhu zvinenge zvanyura.

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

sambureni

Sambureni mudziyo wakaita dendenedzi, unoshandiswa kuzvidzivirira kuti usanaiwa nemvura kana kupiswa nezuva.

Verenga

Swipe for the next word