KwaunobvaDuramazwiSshambira

Duramazwi

shambira

-hlambera-tuhwina-dhidha

Zvinoreva

Kushambira kudhidha kusina ruzha uchikwasva mvura zvinyoro-nyoro, pasina bhangu.

mudziva mune ngwena

Kushambira mudziva rine ngwena kuita kwemunhu zvinhu zvaanoziva kuti hazvimubatsiri, zvinozoguma zvamupinza mumatambudziko.

1

Tambo yakagwibuka tiri pakati pedziva, tikazopona nokushambira.

Kuchapa kushambira mumvura munhu achisha- ndisa maoko chete uye zvisina ruzha.

Koshitomu yekudhigidhisa imbatya dzinoshandiswa neanenge achishambira.

2

3

Kushambira mudziva rine ngwena kuita kwemunhu zvinhu zvaanoziva kuti hazvimubatsiri, zvinozoguma zvamupinza mumatambudziko.

Kuchapa kushambira mumvura munhu achisha- ndisa maoko chete uye zvisina ruzha.

Nhengasure chidavado chokushambira muduhwino, munhu akatarisa mudenga.

Kana munhu ari kushambira anwira hotwe anenge amedza mvura asingadi.

Zvakafanana

-hlambera · -tuhwina

Zvine chekuita

-dhidha

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

shambo

Shambo chishongo chinopfekwa muruoko kana mugumbo, chinogona kurukwa nouswa kana kugadzirwa nesimbi.

Verenga

Swipe for the next word