Duramazwi · zita
Zvinoreva
Shambo chishongo chinopfekwa muruoko kana mugumbo, chinogona kurukwa nouswa kana kugadzirwa nesimbi.
1

Urwu rudzi rwouswa rwakati tsvukurukei, rwunotanda, rwune mhonzvora dzinorukiswa shambo.
Shambo chishongo chinopfekwa muruoko kana mugumbo, chinogona kurukwa nouswa kana kugadzirwa nesimbi.
Tuvera zvishongo zvakaita seshambo zvinopfekwa mumaoko kana mumakumbo semucheno.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03shamburoku
Shamburoku ifodya yechimonera inozikanwa nokunhuhwirira kana ichiputwa.
VerengaSwipe for the next word