Duramazwi · zita
shamhu
cane
Duramazwi · zita
cane
Shamhu ndechose chingashandiswa kurova munhu senzira yokuranga.
Shamhu ndechose chingashandiswa kurova munhu senzira yokuranga.
Ndichitoreva shamhu chaiyo kana kumupfekedza plastic mumusoro.
Bhuru rasarira shure rasarira shamhu.
Muchirevo chinoti, "Mwana arohwa ne-shamhu," izwi rokuti mwana ndiro chiitirwa.
Shamhu idambudziko guru rinenge rasangana nomunhu muupenyu, opedzisira oona sokuti chitarafu chaari kupiwa kubva kumatenga.
mushamhu · matsanzate · musvomhoro · sharapu
Duramazwi
01 / 03shamisa
funny
VerengaSwipe for the next word