Duramazwi03 / 03shamisiraKana munhu achinzi anoshamisira, anenge achiitira mumwe munhu manyawi nechinangwa chokuti aonekwe somunhu akakosha kana kuti anoziva.Verenga→