Duramazwi
Zvinoreva
Kana wakashambidzika unenge wakageza, uye wakapfeka hanzu dzakachena.
1
Kana wakashambidzika unenge wakageza, uye wakapfeka hanzu dzakachena.
Tadiwa ainge akashambidzika hake asi Tanaka haaa painge pakaipa.
Girazi mudziyo unoita kuti munhu akwanise kuona chiso chake kana kushambidzika kwemuviri.
Kuchenesa munhu kumutengera hembe dzakanaka dzinoita kuti agare akashambidzika nekutsvinda.
Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03shambira
Kushambira kudhidha kusina ruzha uchikwasva mvura zvinyoro-nyoro, pasina bhangu.
VerengaSwipe for the next word