Duramazwi
tsvinda
immaculate
Duramazwi
immaculate
Kana munhu akatsvinda anenge akapfeka nhumbi dzakanaka uye dzakachena.
Kana munhu akatsvinda anenge akapfeka nhumbi dzakanaka uye dzakachena.
Uyu munhu anodzidzisa vanhu nezvekutsvinda-tsvinda.
Kana munhu achizviringa anenge achizvitarisa mugirazi kuti aone kuti akatsvinda here.
Kana munhu achinzi ane ugo anenge akatsvinda, zvikuru pakubika zvokudya.
Kana munhu akatsvinda muviri wake anenge akageza.
Duramazwi
01 / 03tsvinga
Kutsvinga kuisira mu- mwe gumbo rako mberi kwake kuti awe.
VerengaSwipe for the next word